RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 11:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Jesu akati kwaari: “Ndini rumuko neupenyu.+ Anotenda mandiri, kunyange akafa, achava mupenyu;

  • Mabasa 26:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 “Nei musingabvumi kuti Mwari anokwanisa kumutsa vakafa?

  • 1 VaKorinde 15:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Saka kana zviri kuparidzwa kuti Kristu akamutswa kuvakafa,+ sei vamwe venyu vachiti hapana kumuka kwevakafa?

  • Zvakazarurwa 20:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Gungwa rakabudisa vakafa vaiva mariri, uye rufu neGuva* zvakabudisa vakafa vaiva mazviri, uye mumwe nemumwe akatongwa maererano nemabasa ake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe