Pisarema 6:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Simba rangu rapera nekugomera kwangu;+Ndinozadza mubhedha wangu nemisodzi usiku hwese;Pandinorara panoti chakwata nekuchema+ kwangu. Pisarema 31:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndinzwireiwo nyasha Jehovha, nekuti ndiri kutambudzika. Kurwadziwa zvakanyanya kwaita kuti maziso angu ashaye simba,+ nemuviri wangu wese.+ Mariro 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Zvinhu izvi zviri kundichemedza;+ maziso angu ari kuyerera misodzi. Nekuti munhu wese aikwanisa kundinyaradza kana kundisimbisa* ava kure neni. Vanakomana vangu havasisina tariro, nekuti muvengi akunda.
6 Simba rangu rapera nekugomera kwangu;+Ndinozadza mubhedha wangu nemisodzi usiku hwese;Pandinorara panoti chakwata nekuchema+ kwangu.
9 Ndinzwireiwo nyasha Jehovha, nekuti ndiri kutambudzika. Kurwadziwa zvakanyanya kwaita kuti maziso angu ashaye simba,+ nemuviri wangu wese.+
16 Zvinhu izvi zviri kundichemedza;+ maziso angu ari kuyerera misodzi. Nekuti munhu wese aikwanisa kundinyaradza kana kundisimbisa* ava kure neni. Vanakomana vangu havasisina tariro, nekuti muvengi akunda.