Muparidzi 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndakatangazve kufunga mabasa ese eudzvinyiriri anoitwa pasi pezuva. Ndakaona misodzi yevanhu vaidzvinyirirwa, uye pakanga pasina aivanyaradza.+ Uye vaya vaivadzvinyirira vaiva nesimba, uye pakanga pasina aivanyaradza.
4 Ndakatangazve kufunga mabasa ese eudzvinyiriri anoitwa pasi pezuva. Ndakaona misodzi yevanhu vaidzvinyirirwa, uye pakanga pasina aivanyaradza.+ Uye vaya vaivadzvinyirira vaiva nesimba, uye pakanga pasina aivanyaradza.