3 Uye Jehovha akati kuna Satani: “Waona mushumiri wangu Jobho here? Hakuna akafanana naye panyika. Murume akarurama uye asina chaanopomerwa,+ anotya Mwari uye anosiyana nezvakaipa. Achakaperera+ kwandiri kunyange zvazvo uchiedza kundikurudzira kuti ndimuparadze+ pasina chikonzero.”