Zvirevo 29:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Munhu akarurama ane hanya nekodzero dzevarombo,+Asi munhu akaipa haana kana basa nenyaya dzakadaro.+
7 Munhu akarurama ane hanya nekodzero dzevarombo,+Asi munhu akaipa haana kana basa nenyaya dzakadaro.+