Jobho 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Uye Jobho akatora chaenga* kuti azvikwenye nacho, uye akanga agere mumadota.+ Jobho 2:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Vakabva vagara pasi naye kwemazuva manomwe neusiku hunomwe. Hapana akamutaudza, nekuti vakaona kuti airwadziwa zvakanyanya.+ Jobho 7:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Pandinorara ndinobvunza kuti, ‘Ndichamuka riini?’+ Asi usiku pahunenge huchifamba, ndinongoshanyarika kusvikira kwachena.*
13 Vakabva vagara pasi naye kwemazuva manomwe neusiku hunomwe. Hapana akamutaudza, nekuti vakaona kuti airwadziwa zvakanyanya.+
4 Pandinorara ndinobvunza kuti, ‘Ndichamuka riini?’+ Asi usiku pahunenge huchifamba, ndinongoshanyarika kusvikira kwachena.*