Genesisi 6:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 vanakomana vaMwari+ wechokwadi* vakatanga kuona kuti vanasikana vevanhu vakanga vakanaka. Saka vakatanga kutora vese vavainge vada vachivaita madzimai avo. Dheuteronomi 33:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Akati: “Jehovha akauya achibva kuSinai,+Uye akavapenyera achibva kuSeiri. Akapenya achibwinya kumakomo ekuParani,+Uye akanga aine makumi ezviuru evatsvene,+Kurudyi rwake kuine varwi vake.+ Jobho 38:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nyeredzi dzemangwanani+ padzakashevedzera nemufaro pamwe chete,Uye vanakomana vese vaMwari*+ pavakatanga kushevedzera vachirumbidza?
2 vanakomana vaMwari+ wechokwadi* vakatanga kuona kuti vanasikana vevanhu vakanga vakanaka. Saka vakatanga kutora vese vavainge vada vachivaita madzimai avo.
2 Akati: “Jehovha akauya achibva kuSinai,+Uye akavapenyera achibva kuSeiri. Akapenya achibwinya kumakomo ekuParani,+Uye akanga aine makumi ezviuru evatsvene,+Kurudyi rwake kuine varwi vake.+
7 Nyeredzi dzemangwanani+ padzakashevedzera nemufaro pamwe chete,Uye vanakomana vese vaMwari*+ pavakatanga kushevedzera vachirumbidza?