VaHebheru 11:24, 25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Nekutenda, Mozisi paakanga akura,+ akaramba kunzi mwanakomana wemwanasikana waFarao,+ 25 achisarudza kubatwa zvakaipa pamwe chete nevanhu vaMwari panzvimbo pekufadzwa nechivi kwenguva diki,
24 Nekutenda, Mozisi paakanga akura,+ akaramba kunzi mwanakomana wemwanasikana waFarao,+ 25 achisarudza kubatwa zvakaipa pamwe chete nevanhu vaMwari panzvimbo pekufadzwa nechivi kwenguva diki,