-
1 Samueri 12:17, 18Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
17 Nhasi harisi zuva rekukohwa gorosi here? Ndichashevedzera kuna Jehovha kuti aunze mabhanan’ana nemvura; mubve maziva uye manzwisisa kuti makaita zvakaipa chaizvo pamberi paJehovha pamakakumbira mambo.”+
18 Samueri akabva ashevedzera kuna Jehovha, uye Jehovha akaunza mabhanan’ana nemvura zuva iroro, zvekuti vanhu vese vakatya Jehovha naSamueri kwazvo.
-