Genesisi 27:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Mwari wechokwadi ngaakupe dova rekudenga,+ nevhu rakaorera repanyika,+ nezviyo zvizhinji, newaini itsva yakawanda.+
28 Mwari wechokwadi ngaakupe dova rekudenga,+ nevhu rakaorera repanyika,+ nezviyo zvizhinji, newaini itsva yakawanda.+