Jeremiya 10:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Paanoita kuti inzwi rake rinzwike,Mvura iri kudenga inotinhira,+Uye anoita kuti makore asimuke* kubva kumigumo yenyika.+ Anogadzirira mvura inonaya mheni,*Uye anobudisa mhepo mumatura ake.+
13 Paanoita kuti inzwi rake rinzwike,Mvura iri kudenga inotinhira,+Uye anoita kuti makore asimuke* kubva kumigumo yenyika.+ Anogadzirira mvura inonaya mheni,*Uye anobudisa mhepo mumatura ake.+