-
Nahumi 2:12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
12 Shumba yacho yaibvambura-bvambura mhuka dzaikwana kudyiwa nevana vayo
Uye yaiuraya mhuka ichipa hadzi dzayo.
Yaiita kuti mumapako ayo murambe makazara mhuka dzayaibata,
Uye mainogara murambe makazara nemhuka dzakabvamburwa-bvamburwa.
-