Jobho 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Zvipfuwo zvake zvaisvika makwai 7 000, ngamera 3 000, mombe 1 000,* nemadhongi* 500, uye aiva nevaranda vakawanda chaizvo, zvekuti akava munhu akakurumbira pakati pevanhu vese vekuMabvazuva.
3 Zvipfuwo zvake zvaisvika makwai 7 000, ngamera 3 000, mombe 1 000,* nemadhongi* 500, uye aiva nevaranda vakawanda chaizvo, zvekuti akava munhu akakurumbira pakati pevanhu vese vekuMabvazuva.