RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 19:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Usabiridzira mumwe wako,+ uye usapamba zvinhu zvemunhu.+ Haufaniri kurara usina kubhadhara munhu wemaricho kusvikira mangwanani.+

  • Dheuteronomi 24:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Unofanira kumubhadhara musi iwoyo,+ zuva risati ravira, nekuti iye anoshayiwa uye upenyu hwake hwakabatwa nemari yaanotambira. Ukasadaro, achakuchemera kuna Jehovha, uye uchanzi une chivi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe