Jobho 34:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Nekuti maziso aMwari ari panzira dzemunhu,+Uye anoona nhanho dzake dzese. Zvirevo 5:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Nekuti nzira dzemunhu dziri mumaziso aJehovha;Anoongorora makwara ake ese.+ Jeremiya 16:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti maziso angu ari kuona zvese zvavanoita.* Zviri pachena kwandiri,Uyewo kukanganisa kwavo hakuna kuvanzwa pamberi pangu. VaHebheru 4:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+ 1 Petro 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nekuti maziso aJehovha* ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dzinoteerera kuteterera kwavo,+ asi chiso chaJehovha* chinovenga vaya vanoita zvakaipa.”+
17 Nekuti maziso angu ari kuona zvese zvavanoita.* Zviri pachena kwandiri,Uyewo kukanganisa kwavo hakuna kuvanzwa pamberi pangu.
13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+
12 Nekuti maziso aJehovha* ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dzinoteerera kuteterera kwavo,+ asi chiso chaJehovha* chinovenga vaya vanoita zvakaipa.”+