Pisarema 28:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Inzwai kuteterera kwangu pandinochemera kubatsirwa nemiNdichisimudzira maoko angu kuimba yemukati yenzvimbo yenyu tsvene.+ Pisarema 143:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Kurumidzai kundipindura, haiwa Jehovha;+Simba rangu rapera.+ Musandivanzira chiso chenyu,+Nekuti ndinozofanana nevaya vari kudzika kugomba.*+
2 Inzwai kuteterera kwangu pandinochemera kubatsirwa nemiNdichisimudzira maoko angu kuimba yemukati yenzvimbo yenyu tsvene.+
7 Kurumidzai kundipindura, haiwa Jehovha;+Simba rangu rapera.+ Musandivanzira chiso chenyu,+Nekuti ndinozofanana nevaya vari kudzika kugomba.*+