Dheuteronomi 25:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Kana Jehovha Mwari wako akuzorodza pavavengi vako vese vakakupoteredza munyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako senhaka,+ unofanira kudzima zita revaAmareki pasi pedenga.+ Usakanganwa.
19 Kana Jehovha Mwari wako akuzorodza pavavengi vako vese vakakupoteredza munyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako senhaka,+ unofanira kudzima zita revaAmareki pasi pedenga.+ Usakanganwa.