Pisarema 46:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 46 Mwari ndiye nzvimbo yedu yekupotera nesimba redu.+ Ndiye rubatsiro runowanika zviri nyore munguva yekutambudzika.+ Pisarema 54:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti anondiponesa mukutambudzika kwese,+Uye ndichatarisa vavengi vangu ndavakunda.+
46 Mwari ndiye nzvimbo yedu yekupotera nesimba redu.+ Ndiye rubatsiro runowanika zviri nyore munguva yekutambudzika.+