2 Samueri 8:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Dhavhidhi akaitawo mukurumbira paakadzoka kubva kunouraya vaEdhomu 18 000 muBani reMunyu.+ 1 Makoronike 18:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Dhavhidhi akakunda Mambo Hadhadhezeri+ weZobha+ pedyo neHamati+ paaiva munzira kuti anotanga kutonga kuRwizi rwaYufratesi.+
3 Dhavhidhi akakunda Mambo Hadhadhezeri+ weZobha+ pedyo neHamati+ paaiva munzira kuti anotanga kutonga kuRwizi rwaYufratesi.+