Eksodho 3:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Jehovha akatizve: “Ndaona zvechokwadi kuti vanhu vangu vari kutambudzika muIjipiti, uye ndanzwa kuchema kwavo nemhaka yevaya vanovamanikidza kushanda; ndinonyatsoziva kurwadziwa kwavo.+ Pisarema 72:13, 14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Achanzwira tsitsi munhu akaderera uye murombo,Uye achaponesa varombo.* 14 Achavanunura* pakudzvinyirirwa nepakurwiswa,Uye ropa ravo richange richikosha mumaziso ake. Ruka 18:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka Mwari angatadza here kuita kuti vanhu vake vakasarudzwa vanochema kwaari siku nesikati vatongerwe nyaya dzavo zvakarurama,+ achivaitira mwoyo murefu?+
7 Jehovha akatizve: “Ndaona zvechokwadi kuti vanhu vangu vari kutambudzika muIjipiti, uye ndanzwa kuchema kwavo nemhaka yevaya vanovamanikidza kushanda; ndinonyatsoziva kurwadziwa kwavo.+
13 Achanzwira tsitsi munhu akaderera uye murombo,Uye achaponesa varombo.* 14 Achavanunura* pakudzvinyirirwa nepakurwiswa,Uye ropa ravo richange richikosha mumaziso ake.
7 Saka Mwari angatadza here kuita kuti vanhu vake vakasarudzwa vanochema kwaari siku nesikati vatongerwe nyaya dzavo zvakarurama,+ achivaitira mwoyo murefu?+