Pisarema 12:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 “Nekuti vanotambudzika vakadzvinyirirwa,Nekuti varombo vari kugomera,+Ndichasimuka kuti ndiite chimwe chinhu,” anodaro Jehovha. “Ndichavanunura pavanhu vanovashora.”* Pisarema 72:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Iye ngaadzivirire* vakaderera vari pakati pevanhu,Ngaaponese vanakomana vemurombo,Uye ngaapwanye anobiridzira.+
5 “Nekuti vanotambudzika vakadzvinyirirwa,Nekuti varombo vari kugomera,+Ndichasimuka kuti ndiite chimwe chinhu,” anodaro Jehovha. “Ndichavanunura pavanhu vanovashora.”*
4 Iye ngaadzivirire* vakaderera vari pakati pevanhu,Ngaaponese vanakomana vemurombo,Uye ngaapwanye anobiridzira.+