RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 27:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Mwari wechokwadi ngaakupe dova rekudenga,+ nevhu rakaorera repanyika,+ nezviyo zvizhinji, newaini itsva yakawanda.+

  • Dheuteronomi 33:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Nezvinhu zvakanakisisa zvenyika nezvizere mairi,+

      Uye nekubvumira kwaIye anogara mugwenzi reminzwa.+

      Ngazviuye pamusoro waJosefa,

      Panhongonya yemunhu akatsaurwa kubva pahama dzake.+

  • Maraki 3:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Uyai nezvegumi zvese* mudura,+ kuti mumba mangu muve nezvekudya;+ uye ndapota, ndiedzei panyaya iyi,” anodaro Jehovha wemauto, “muone kana ndisingazokuvhuririi magedhi emvura edenga,+ ndokudururirai chikomborero kusvikira musisina chamunoshayiwa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe