1 Samueri 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Anorinda nhanho dzevanhu vake vakavimbika,+Asi vakaipa vachaitwa kuti vanyarare murima,+Nekuti munhu haakundi nesimba rake.+ Pisarema 121:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Haazombobvumiri tsoka yako kuti itsvedze.*+ Iye ari kukuchengetedza haazombotsimwairi.
9 Anorinda nhanho dzevanhu vake vakavimbika,+Asi vakaipa vachaitwa kuti vanyarare murima,+Nekuti munhu haakundi nesimba rake.+