RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 31:27
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 Kamura zvinhu zvakapambwa zvive migove miviri wozvigovanisa pakati pevaya vakaenda kuhondo neungano yese.+

  • 1 Samueri 30:23-25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Asi Dhavhidhi akati: “Hamufaniri kudaro nezvinhu zvatapiwa naJehovha hama dzangu. Atichengeta, akaisa boka revapambi rakauya kuzotirwisa muruoko rwedu.+ 24 Ndiani angabvumirana nemi pazvinhu zvakadaro? Mugove weakaenda kunorwa uchafanana neweuya akasara nenhumbi.+ Vese vachawana mugove wakaenzana.”+ 25 Uye kubvira pazuva iroro zvichienda mberi akaita kuti uve murau uye mutemo kuvaIsraeri kusvikira nhasi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe