-
2 Madzimambo 6:16, 17Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 Asi iye akati: “Usatya!+ Nekuti vari kwatiri vazhinji kupfuura vari kwavari.”+ 17 Erisha akabva atanga kunyengetera achiti: “Haiwa Jehovha, ndapota svinudzai maziso ake kuti aone.”+ Jehovha akabva asvinudza maziso emushandi wacho uye akaona kumakomo kuzere nemabhiza nengoro dzehondo dzemoto+ zvakapoteredza Erisha.+
-