Pisarema 14:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Benzi rinoti mumwoyo maro:* “Jehovha haako.”+ Zviito zvavo zvakaipa, uye mabasa avo anosemesa;Hapana ari kuita zvakanaka.+ 2 Asi Jehovha anotarisa vanakomana vevanhu ari kudengaKuti aone kana paine munhu ane njere, kana paine munhu ari kutsvaga Jehovha.+ Pisarema 53:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 53 Benzi rinoti mumwoyo maro:* “Jehovha haako.”+ Zviito zvavo zvisina kururama zvakaipa uye zvinosemesa;Hapana ari kuita zvakanaka.+ Zefaniya 1:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Panguva iyoyo ndichanyatsotarisa muJerusarema ndiine marambi,Uye ndichatonga vanhu vasingatirimuki,* vaya vanoti mumwoyo mavo,‘Jehovha haazoiti zvakanaka, uye haazoiti zvakaipa.’+
14 Benzi rinoti mumwoyo maro:* “Jehovha haako.”+ Zviito zvavo zvakaipa, uye mabasa avo anosemesa;Hapana ari kuita zvakanaka.+ 2 Asi Jehovha anotarisa vanakomana vevanhu ari kudengaKuti aone kana paine munhu ane njere, kana paine munhu ari kutsvaga Jehovha.+
53 Benzi rinoti mumwoyo maro:* “Jehovha haako.”+ Zviito zvavo zvisina kururama zvakaipa uye zvinosemesa;Hapana ari kuita zvakanaka.+
12 Panguva iyoyo ndichanyatsotarisa muJerusarema ndiine marambi,Uye ndichatonga vanhu vasingatirimuki,* vaya vanoti mumwoyo mavo,‘Jehovha haazoiti zvakanaka, uye haazoiti zvakaipa.’+