Pisarema 22:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Asi ini ndiri honye, handisi munhu,Ndinotukwa* nevanhu uye ndinoshorwa nevanhu.+ Jeremiya 15:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Imi munoziva, haiwa Jehovha,Ndiyeukei, mufunge nezvangu. Nditsivirei vaya vanonditambudza.+ Musandirega ndichiparara,* nekuda kwekunonoka kutsamwa kwenyu. Zivai kuti ndinotsungirira kuzvidzwa uku ndichiitira imi.+
15 Imi munoziva, haiwa Jehovha,Ndiyeukei, mufunge nezvangu. Nditsivirei vaya vanonditambudza.+ Musandirega ndichiparara,* nekuda kwekunonoka kutsamwa kwenyu. Zivai kuti ndinotsungirira kuzvidzwa uku ndichiitira imi.+