Pisarema 45:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Ndichaita kuti zita rako rizivikanwe kwezvizvarwa nezvizvarwa.+ Ndokusaka marudzi achakurumbidza nariini nariini. Pisarema 89:35, 36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 35 Ndakapika kamwe chete muutsvene hwangu;Handizotauri nhema kuna Dhavhidhi.+ 36 Mwana* wake acharamba aripo nekusingaperi;+Chigaro chake chicharamba chiripo sezuva pamberi pangu.+
17 Ndichaita kuti zita rako rizivikanwe kwezvizvarwa nezvizvarwa.+ Ndokusaka marudzi achakurumbidza nariini nariini.
35 Ndakapika kamwe chete muutsvene hwangu;Handizotauri nhema kuna Dhavhidhi.+ 36 Mwana* wake acharamba aripo nekusingaperi;+Chigaro chake chicharamba chiripo sezuva pamberi pangu.+