Muparidzi 7:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Muupenyu hwangu husina zvahunobatsira+ ndakaona zvinhu zvese, kubva kumunhu akarurama anoparara mukururama kwake+ kusvika kumunhu akaipa anorarama kwenguva yakareba pasinei neuipi hwake.+
15 Muupenyu hwangu husina zvahunobatsira+ ndakaona zvinhu zvese, kubva kumunhu akarurama anoparara mukururama kwake+ kusvika kumunhu akaipa anorarama kwenguva yakareba pasinei neuipi hwake.+