Jeremiya 12:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Haiwa Jehovha, imi makarurama+ pandinonyunyuta kwamuri,Pandinotaura nemi nezvenyaya yekutonga zvakarurama. Asi nei nzira yevakaipa ichibudirira,+Uye nei vaya vanonyengera vasina zvinovanetsa mumwoyo?
12 Haiwa Jehovha, imi makarurama+ pandinonyunyuta kwamuri,Pandinotaura nemi nezvenyaya yekutonga zvakarurama. Asi nei nzira yevakaipa ichibudirira,+Uye nei vaya vanonyengera vasina zvinovanetsa mumwoyo?