2 Madzimambo 25:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Akapisa imba yaJehovha,+ neimba yamambo,*+ nedzimba dzese dzemuJerusarema;+ akapisawo dzimba dzevarume vese vaikudzwa.+ Isaya 64:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Imba* yedu yeutsvene nekukudzwa,*Yaishandiswa nemadzitateguru edu paaikurumbidzai,Yapiswa nemoto,+Uye zvinhu zvedu zvese zvataida chaizvo zvangova matongo.
9 Akapisa imba yaJehovha,+ neimba yamambo,*+ nedzimba dzese dzemuJerusarema;+ akapisawo dzimba dzevarume vese vaikudzwa.+
11 Imba* yedu yeutsvene nekukudzwa,*Yaishandiswa nemadzitateguru edu paaikurumbidzai,Yapiswa nemoto,+Uye zvinhu zvedu zvese zvataida chaizvo zvangova matongo.