Pisarema 9:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Makatuka marudzi,+ mukaparadza vakaipa,Muchidzima zita ravo nariini nariini. Pisarema 44:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Neruoko rwenyu makadzinga marudzi,+Mukagarisa madzitateguru edu ikoko.+ Makapwanya marudzi, mukaadzinga.+
2 Neruoko rwenyu makadzinga marudzi,+Mukagarisa madzitateguru edu ikoko.+ Makapwanya marudzi, mukaadzinga.+