Pisarema 106:21, 22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Vakakanganwa Mwari+ Muponesi wavo,Uyo akaita zvinhu zvikuru muIjipiti,+22 Mabasa anoshamisa munyika yaHamu,+Mabasa anoshamisa paGungwa Dzvuku.+
21 Vakakanganwa Mwari+ Muponesi wavo,Uyo akaita zvinhu zvikuru muIjipiti,+22 Mabasa anoshamisa munyika yaHamu,+Mabasa anoshamisa paGungwa Dzvuku.+