Joshua 24:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Saka musati masvika kwavari ndakaita kuti vaore mwoyo,* vachibva vatiza pamberi penyu,+ iwo madzimambo maviri evaAmori. Hamuna kuvakunda nebakatwa renyu kana uta hwenyu.+ Pisarema 44:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Neruoko rwenyu makadzinga marudzi,+Mukagarisa madzitateguru edu ikoko.+ Makapwanya marudzi, mukaadzinga.+
12 Saka musati masvika kwavari ndakaita kuti vaore mwoyo,* vachibva vatiza pamberi penyu,+ iwo madzimambo maviri evaAmori. Hamuna kuvakunda nebakatwa renyu kana uta hwenyu.+
2 Neruoko rwenyu makadzinga marudzi,+Mukagarisa madzitateguru edu ikoko.+ Makapwanya marudzi, mukaadzinga.+