Pisarema 27:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Chinhu chimwe chete chandakakumbira Jehovha,Ndicho chandichatsvaga,Kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ese eupenyu hwangu,+Kuti ndirambe ndakatarisa kufadza kwaJehovhaUye kuti nditarise temberi yake* ndichionga.*+ Pisarema 43:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Tumai chiedza chenyu nechokwadi chenyu.+ Izvi ngazvinditungamirire;+Ngazvinditungamirire kugomo renyu dzvene nekutebhenekeri yenyu huru.+ Pisarema 46:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Pane rwizi rune hova dzinoita kuti guta raMwari rifare,+Tebhenekeri huru tsvene yeWekumusorosoro.
4 Chinhu chimwe chete chandakakumbira Jehovha,Ndicho chandichatsvaga,Kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ese eupenyu hwangu,+Kuti ndirambe ndakatarisa kufadza kwaJehovhaUye kuti nditarise temberi yake* ndichionga.*+
3 Tumai chiedza chenyu nechokwadi chenyu.+ Izvi ngazvinditungamirire;+Ngazvinditungamirire kugomo renyu dzvene nekutebhenekeri yenyu huru.+