Pisarema 80:3, 4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Haiwa Mwari, tidzorerei pataimbova;+Itai kuti chiso chenyu chipenye kwatiri, kuti tiponeswe.+ 4 Jehovha Mwari wemauto, mucharamba makashatirwa kusvikira riini vanhu venyu vachinyengetera kwamuri?+
3 Haiwa Mwari, tidzorerei pataimbova;+Itai kuti chiso chenyu chipenye kwatiri, kuti tiponeswe.+ 4 Jehovha Mwari wemauto, mucharamba makashatirwa kusvikira riini vanhu venyu vachinyengetera kwamuri?+