Pisarema 48:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,Guta raMambo Mukuru.+ Isaya 60:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Vanakomana vevaya vakakudzvinyirira vachauya vokotama pamberi pako;Vaya vese vasingakuremekedzi vachakotama patsoka dzako,Uye vachatokushevedza kuti guta raJehovha,Ziyoni reMutsvene waIsraeri.+
2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,Guta raMambo Mukuru.+
14 Vanakomana vevaya vakakudzvinyirira vachauya vokotama pamberi pako;Vaya vese vasingakuremekedzi vachakotama patsoka dzako,Uye vachatokushevedza kuti guta raJehovha,Ziyoni reMutsvene waIsraeri.+