1 Makoronike 16:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Ivava vaiva pamwe chete naHemani naJedhutuni+ nevamwe varume vese vakaita zvekusarudzwa nemazita avo kuti vaonge Jehovha,+ nekuti “rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi”;+ Isaya 54:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti makomo angabviswaUye zvikomo zvingazununguswa,Asi rudo rwangu rusingachinji haruzobviswi pauri,+Uyewo sungano yangu yerugare haizozununguswi,”+ anodaro Jehovha, iye anokunzwira tsitsi.+
41 Ivava vaiva pamwe chete naHemani naJedhutuni+ nevamwe varume vese vakaita zvekusarudzwa nemazita avo kuti vaonge Jehovha,+ nekuti “rudo rwake rusingachinji runogara nekusingaperi”;+
10 Nekuti makomo angabviswaUye zvikomo zvingazununguswa,Asi rudo rwangu rusingachinji haruzobviswi pauri,+Uyewo sungano yangu yerugare haizozununguswi,”+ anodaro Jehovha, iye anokunzwira tsitsi.+