RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 24:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Kana ukati, “Asi takanga tisingazvizivi,”

      Iye anoongorora mwoyo* haazvizivi here?+

      Iye ari kukuona* anozviziva

      Uye achapa mumwe nemumwe zvinoenderana nemabasa ake.+

  • VaHebheru 4:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Uye hapana chisikwa chaasingaoni,+ asi kuti zvinhu zvese zvakafukurwa uye zviri pachena mumaziso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe