Genesisi 18:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Hamungambofungi kuita saizvozvo, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa zvekuti munhu akarurama anoitirwa zvakafanana nezvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yese angatadza kuita zvakarurama here?”+ Mabasa 17:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Nekuti akatara zuva raanoda kutonga+ nyika nekururama achishandisa munhu waakagadza, uye akaratidza vanhu vese kuti achazviita nekumumutsa kuvakafa.”+
25 Hamungambofungi kuita saizvozvo, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa zvekuti munhu akarurama anoitirwa zvakafanana nezvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yese angatadza kuita zvakarurama here?”+
31 Nekuti akatara zuva raanoda kutonga+ nyika nekururama achishandisa munhu waakagadza, uye akaratidza vanhu vese kuti achazviita nekumumutsa kuvakafa.”+