Isaya 49:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Mudzimai angakanganwa mwana wake anoyamwa here,Kana kuti angarega kunzwira tsitsi mwanakomana waakabereka here? Kunyange kana vakadzi ava vakakanganwa, ini handizokukanganwi.+
15 Mudzimai angakanganwa mwana wake anoyamwa here,Kana kuti angarega kunzwira tsitsi mwanakomana waakabereka here? Kunyange kana vakadzi ava vakakanganwa, ini handizokukanganwi.+