Isaya 60:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Marudzi achaenda kuchiedza chako,+Uye madzimambo+ kune kupenya kwekubwinya kwako.*+ Zekariya 8:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Vanhu vazhinji nemarudzi ane simba vachauya kuzotsvaga Jehovha wemauto muJerusarema+ uye kuzoteterera Jehovha kuti avanzwire nyasha.’
22 Vanhu vazhinji nemarudzi ane simba vachauya kuzotsvaga Jehovha wemauto muJerusarema+ uye kuzoteterera Jehovha kuti avanzwire nyasha.’