2 Samueri 15:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Dhavhidhi akabva ati kuvaranda vake vese vaaiva navo muJerusarema: “Simukai titize,+ nekuti tese tingaurayiwa naAbsaromu! Ngatikurumidzei kuenda, nekuti angatibata pasina nguva, akatiunzira dambudziko, oparadza guta nebakatwa!”+
14 Dhavhidhi akabva ati kuvaranda vake vese vaaiva navo muJerusarema: “Simukai titize,+ nekuti tese tingaurayiwa naAbsaromu! Ngatikurumidzei kuenda, nekuti angatibata pasina nguva, akatiunzira dambudziko, oparadza guta nebakatwa!”+