Pisarema 65:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Munochengeta nyika,Muchiita kuti ibereke zvakawanda* uye kuti ipfume.+ Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura;Munoita kuti vawane zviyo,*+Nekuti ndiwo magadziriro amakaita nyika. Mabasa 14:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 kunyange zvazvo asina kurega kuzvipupurira+ pakuti akaita zvakanaka, achikupai mvura yekudenga nemwaka inobereka zvibereko,+ achikugutsai nezvekudya uye achizadza mwoyo yenyu nemufaro.”+
9 Munochengeta nyika,Muchiita kuti ibereke zvakawanda* uye kuti ipfume.+ Rukova runobva kuna Mwari ruzere nemvura;Munoita kuti vawane zviyo,*+Nekuti ndiwo magadziriro amakaita nyika.
17 kunyange zvazvo asina kurega kuzvipupurira+ pakuti akaita zvakanaka, achikupai mvura yekudenga nemwaka inobereka zvibereko,+ achikugutsai nezvekudya uye achizadza mwoyo yenyu nemufaro.”+