Zvirevo 3:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Jehovha akasika nyika neuchenjeri.+ Akamisa denga zvakasimba neungwaru.+ Jeremiya 10:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndiye akasika nyika nesimba rake,Iye akasimbisa nyika neuchenjeri hwake+Uye akatatamura denga nekunzwisisa kwake.+
12 Ndiye akasika nyika nesimba rake,Iye akasimbisa nyika neuchenjeri hwake+Uye akatatamura denga nekunzwisisa kwake.+