-
Dheuteronomi 7:18, 19Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
18 haufaniri hako kuatya.+ Unofanira kuyeuka zvakaitwa naJehovha Mwari wako kuna Farao nekuIjipiti yese,+ 19 mitongo* mikuru yawakaona nemaziso ako uye zviratidzo nezvishamiso+ neruoko rune simba neruoko rwakatambanudzwa+ rwawakabudiswa narwo naJehovha Mwari wako. Ndizvo zvichaitwa naJehovha Mwari wako kumarudzi ese auri kutya.+
-