RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 26:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Abhimereki akabva ashevedza Isaka akati: “Zvaari mudzimai wako wani! Sei wakati, ‘Ihanzvadzi yangu’?” Isaka akamupindura kuti: “Ndakazvitaura ndichitya kuti zvimwe ndingaurayiwa pamusana pake.”+

  • Genesisi 26:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Abhimereki akabva audza vanhu vese kuti: “Munhu anobata murume uyu nemudzimai wake chokwadi achaurayiwa!”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe