Eksodho 1:8, 9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Nekufamba kwenguva muIjipiti makazomuka mumwe mambo mutsva akanga asingazivi Josefa. 9 Saka akati kuvanhu vake: “Onai! VaIsraeri vawanda uye vava nesimba kutipfuura.+
8 Nekufamba kwenguva muIjipiti makazomuka mumwe mambo mutsva akanga asingazivi Josefa. 9 Saka akati kuvanhu vake: “Onai! VaIsraeri vawanda uye vava nesimba kutipfuura.+