Eksodho 8:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Vakabva vaita izvi. Aroni akatambanudza ruoko rwake rwakanga rwakabata tsvimbo yake, akarova guruva repanyika, unyunyu hukauya pavanhu nepamhuka. Guruva rese repanyika rakava unyunyu munyika yese yeIjipiti.+ Eksodho 8:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Jehovha akaita saizvozvo, uye mbuo dzakawandisa dzakatanga kudirana dzichipinda mumba maFarao nemudzimba dzevashandi vake nemunyika yese yeIjipiti.+ Nyika yacho yakasakadzwa nembuo.+
17 Vakabva vaita izvi. Aroni akatambanudza ruoko rwake rwakanga rwakabata tsvimbo yake, akarova guruva repanyika, unyunyu hukauya pavanhu nepamhuka. Guruva rese repanyika rakava unyunyu munyika yese yeIjipiti.+
24 Jehovha akaita saizvozvo, uye mbuo dzakawandisa dzakatanga kudirana dzichipinda mumba maFarao nemudzimba dzevashandi vake nemunyika yese yeIjipiti.+ Nyika yacho yakasakadzwa nembuo.+