Numeri 11:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Boka revamwe vakasiyana-siyana*+ raiva pakati pavo rakatanga kuratidza kuti raiva nemakaro,+ naivowo vaIsraeri vakatanga kuchema zvakare vachiti: “Ndiani achatipa nyama yekudya?+ Dheuteronomi 9:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 “Uyezve, kuTabhera,+ nekuMasa+ nekuKibroti-hataavha,+ makatsamwisa Jehovha zvakare. 1 VaKorinde 10:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Saka zvinhu izvi zvakava mienzaniso kwatiri, kuti tirege kuda zvinhu zvakaipa, sezvavakaita ivo.+
4 Boka revamwe vakasiyana-siyana*+ raiva pakati pavo rakatanga kuratidza kuti raiva nemakaro,+ naivowo vaIsraeri vakatanga kuchema zvakare vachiti: “Ndiani achatipa nyama yekudya?+